Svetuka kuchirochemo

Manga Kanuri

Kubva Wikipedia

Manga mutauro weKanuri unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kanuri inoti bàwá; bàá; bǎ. (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: sékkà (n. joke. s).
  • Kanuri inoti céu, náshà kana kanji (n. direction). Fananidzai nokuti kucheuka.
  • Kanuri inoti kàmà kana àmà pakuwanda (n. peer; companion). Fananidzai nokuti hama. Mamwe mazwi: kamani (n. peer; colleague).
  • Kanuri inoti káráu (n. proverb; saying) kureva chirahwe kana chirevo. Fananidzai nokuti Makarau..
  • Kanuri inoti kóshé (n. nape of neck. syn: múdí) kureva gotsi. Mamwe mazwi: kòwóɽí (n. effort) - fananidzai nokuti govore.
  • Kanuri inoti ngûm (n. forehead; front) kureva huma. Mamwe mazwi: tásà (n. bowl; dish; plate).
  • Kanuri inoti kúrà (adj. big; old, aged; important ) kureva hukuru. Mamwe mazwi: kûré (n. in former times; long ago).

Mawe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kanuri inoti ádà (n. tradition; custom(s); habit.) kureva tsika. Mamwe mazwi: ájì (n. year group).
  • Kanuri inoti àlámà (n. shape; likeness; form. syn: kàrámà). Mamwe mazwi: ámbà (n. feeding; nutrition).
  • Kanuri inoti àná (n. capability; means). Mamwe mazwi: ànjá (n. belongings; things; household possessions).
  • Kanuri inoti àrèyá (n. deceit; cheating) kureva kunyengera. Fananidzai nokuti Mareya.
  • Kanuri inoti àsé; àshé. (interj. is that so? you don't say!). Fananidzai nokuti asi.
  • Kanuri inoti bàrà (n. hunt, search) kureva kuvhima kana kutsvaga. Mamwe mazwi: báré (n. farming; hoeing).
  • Kanuri inoti bûl (adj. white, clean. ) kureva huchena. Mamwe mazwi: cànjá; cénjá. (n. hip).
  • Kanuri inoti cínnà (n. door) kureva gonhi. Mamwe mazwi: cídí (n. earth, land, territory).
  • Kanuri inoti cúróngòwà (n. hernia). Mamwe mazwi: cúkú (n. island) kureva chitsuwa.
  • Kanuri inoti dâðù (n. height, length) kureva hurefu. Mamwe mazwi: cúwúɽí (n. hole; gap) kureva buri kana gwanza.
  • Kanuri inoti dámá (n. occasion; free time; chance; opportunity). Mamwe mazwi: dángá (n. cornstalk fence).
  • Kanuri inoti dárà (n. pastoral migration). Mamwe mazwi: deya (outside) kureva panze.
  • Kanuri inoti dòré (n. animals that go out to pasture without a shepherd; someone who is outside the law).
  • Kanuri inoti fálá (n. flood water). Mamwe mazwi: dûr (n. relative; kindred) kureva hama.
  • Kanuri inoti fufu (n. lungs) kureva mapapu. Mamwe mazwi: fásàl (n. design; plan, order, organisation).
  • Kanuri inoti fúwù (n. front) kureva mberi. Mamwe mazwi: fuye (n. dynamism). Fuyea (n. industrious).
  • Kanuri inoti gálà (n. advice). Mamwe mazwi: gálàmà (n. consultant; advisor; nomination).
  • Kanuri inoti gúndà (n. garden-egg. Solanum nigrum). Mamwe mazwi: gwáɽáɽá (n. aluminium).
  • Kanuri inoti hángàl (n. intelligence) kureva huchenjeri. Mamwe mazwi: ingi (water. Ingia - liquid).
  • Kanuri inoti jáiró (n. youth; adolescent; handsome (men and animals). Mamwe mazwi: jaji (n. creeper. Capparis corymbosa).
  • Kanuri inoti jàmâ (n. people; community; public) kureva dzama revanhu. Mamwe mazwi: jàmàlá (sth in common).
  • Kanuri inoti jàwú (n. worthless person/thing (e.g. counterfeit money)) kureva [[]]. Mamwe mazwi: kòngóɽè (n. tough man; military man).
  • Kanuri inoti jena (n. knife) kureva banga. Mamwe mazwi: jéɽè (n. line; column).
  • Kanuri inoti jire (n. truth) kureva chokwadi. Mamwe mazwi: jiri (n. type; variety. 2) ethnic group).
  • Kanuri inoti kàálà (n. grade; rank; advice; counsel). Mamwe mazwi: kàâwù (adj. idiot; stupid).
  • Kanuri inoti káiwá (n. current). Mamwe mazwi: kalwa (n. period of heat towards the end of the rainy season. syn: ngéyí). Ko rukarwa?
  • Kanuri inoti kárwà (n. man of the world) munhu anorarama muhuipi?. Mamwe mazwi: kómbóɽí (n. adventurer; itinerant market trader).
  • Kanuri inoti kólè (n. itinerant trading) kureva mushambadzi. Mamwe mazwi: kòlékòlè (n. dugout; canoe).
  • Kanuri inoti nâ (n. place; position; space) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: nasha (direction).
  • Kanuri inoti ngárí (n. sarcasm) kureva chibhende. Mamwe mazwi: sisi (n. side).
  • Kanuri inoti sísì (inquiry; curiosity; indiscretion; furtiveness). Mamwe mazwi: sìsìmá (n. researcher; nosey-parker; busybody. syn: ndòró).
  • Kanuri inoti siyasa (n. politics). Mamwe mazwi: sumba (adj. indolent; lazy. syn: lâwù).
  • Kanuri inoti shawa (adj. beautiful; pretty; attractive) kureva chinaku. Mamwe mazwi: tààˆndá (n. "sugar-cane" sorghum) kureva ipwa.
  • Kanuri inoti talaa (commoner; poor person). Mamwe mazwi: tanda (deliquent). Nàntáláà (n. Poverty, commonality).
  • Kanuri inoti tando (1. construct; build; make - pots or house; 2. weave mat; 3. train - profession) kureva kuvaka kana kuruka.
  • Kanuri inoti tiyi (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: tàwâ (n. action of leaving very early in the morning).
  • Kanuri inoti kam (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: tumbu (adj. rest of s.t. cut) kureva chidimbu.
  • Kanuri inoti danga (n. pace, step) kureva nhanho. Mamwe mazwi: jéɽè (n. line; column).

[1]

  1. https://www.rogerblench.info/Language/Nilo-Saharan/Saharan/Manga%20dictionary%20Unicode.pdf