Ipwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ipwa kana kuti mukaruka idzinde rinotaridzika semapfunde rinodyiwa nokuda kwekutapira kwemuto waro. Vamwe vatauri vanoti magunde. Ipwa dzinowanzodyarwa muminda yakarimwa chibage dzichizodyiwa mumwedzi April - June. Ipwa dzinoita mwonzora unenge wemapfunde asi tsanga dzacho hadzijiwe mumatunhu mazhinji.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Gunde repwa rinonaka asi hariiswi mudura. The stalk of sugar cane is sweet but it cannot be stored in a granary.
  • Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veSwahili vanoti kota kana makota (a type of millet chewed like sugar-cane) kureva ipwa.