Huma

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Huma (Forehead in English) chikamu chiri pamberi pemusoro chiri pamusoro pemaziso zvichinosvika panotangira bvudzi.

Tsika[chinja | edit source]

  • Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.
  • Manetsa huma, kuchonya uri murima. It is useless to strain one's forehead by winking to somebody in the dark.