Rukarwa
Mataridziko
Rukarwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaNyoro vanoti okuka'ra (to draw a line) kureva kutara mutsetse.
- VaNyoro vanoti okuka'ra (a line) kureva mutsetse wakatarwa.