Mareya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mareya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kureya kana kurenga (to avoid; dodge especially dodging a missile; dodge with head)
  • Kureyana (to miss one another; to dodge one another).
  • Kuvemberuka (to avoid, dodge).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -leya (to dodge, avoid (blow or missile) vachireva kureya.
  • Baila vanoti ku lea (to dodge) vachireva kureya. VaGiryama vanoti ku-rea (tipsy).
  • VaTonga vanoti lea (v. step aside) zvichireva kudziura kana kubva munzira.
  • Noni vanoti lew (v. 1. dodge or avoid someone; 2. take aside).