Kuvhima

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuvhima (hunting) zvinotaura mabasa ane chinangwa chekubata mhuka dzesango dzingave dzinodyiwa nyama kana naidzo dzisingadziwe nyama.

Mamwe Mashoko[chinja | edit source]

  • Charadza Shoko rokuti charadza kana charara (Hunting expedition, safari) rinoreva rwendo rwekuenda kunovhima zvikurusei rwendo rwemazuva mazhinji. Vamwe vatauri vanoti charadza kana kuti chiradza.
  • Hunza igomba raicherwa mugwara rinofamba nemhuka nechinangwa chekubata mhuka idzi.
  • Bofu harimemi hunza: a blind pesron does inspect a game pit.
  • Kudzimba
  • Kusodza (to hunt) izwi reChiManyika rinoreva kuvhima. Munhu anosodza anonzi musodza, mudzimba kana muvhimi.
  • Mudzimba kana vadzimba pakuwanda (the hunter who strikes first) zvinoreva muvhimi anotangira kubaya mhuka.
  • Vashavi
  • Muchewo (Share of the kill due to each member of a hunting party).
  • Mutandiro kureva mukati menzvimbo yakakomberedzwa namambure ekuvhimisa.
  • Dika kana runga (Sharp stake in game-pit) zvichireva chimuti chakapinza chinoiswa muhunza yekuteya mhuka dzesango. Kana zvawanda zvonzi matika.
  • Chikotero (Scent of game).
  • Jereramuromo (Hunter, food or fruit-gatherer, who brings nothing home (having consumed whatever was gathered). Kune izwi rokuti kuchera rinoreva kutsvaga michero musango.
  • Vavhimi neVacheri (Hunter Gatherers) zvinoreva vanhu vanorarama nekuvhima uye kuchera michero.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Tiri kuenda kucharara.
  • Mwamuka ndiye mwene wecharara.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Shungu dzinomona kana musungo wapotsa. Grief grips (the heart) if a set snare misses (its target).
  • Kutaura kwerabaya kuti chitaka hachisevesi sadza. The slaughterer can say that the liver cannot be used as relish.
  • Maisiri haatyi manenji esango. A gunsmith (hunter) does not fear the mysteries of the forest.
  • Hombarume haiiti shura nesango. A hunter has no mysterious notions about the forest.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti muvwimi (a successful hunter or trapper) kureva muvhimi.
  • Mururimi rweUmbundu vanoti enyanga (hunter) kureva muvhimi. Mazwi Anotodzana: unyanga (hunt) kureva huvhimi.
  • VaSwahili vanoti mkonzo, mkonjo (pointed stick, hunting spear).
  • VaGwere vanoti kuvulumuka (flee, speed away, run off; drive off or move along very quickly) vachireva kuvhurumuka.
  • VaGwere vanoti kuvulumuka (walk out; leave abruptly or suddenly, often in protest or anger, or as an expression of disapproval. ) vachireva kuvhurumuka.
  • VaGwere vanoti kuvulumula (v. cause s.t. or s.b. to speed off abruptly and quickly) vachireva kuvhurumutsa.
  • Baila vanoti musongozho vanoti (sharp stick for digging a hole; also sharp point of such a stick) kureva chimuti chakapinza chekucheresa.