Svetuka kuchirochemo

Huremu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKumhizudza)

Muchidzidzo fundoyetsimba, huremu izwi rinoreva kupimwa kwehuwandu hwesebhe (matter kuEnglish) anoumba chiro (object) chiri kutaurwa nezvacho. Huremu hunopimwa nechiyero chinonzi kilogram.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kimbundu vanoti munemu (n. weight). VaKabwa vanoti obhurito (n. weight) kureva huremu.
  • MaZulu vanoti ubuzima (n. Heaviness, weight; importance; difficulty) kureva huremu kana kugozha.
  • VaLozi vanoti bukiti (n. heaviness, weight) kureva huremu. VaSwahili vanoti uzito (n. weight) kureva huremu.
  • Kikongo neLingala vanoti kilo (n. heavy) kureva kuremera. VaKongo vanoti mfinga (n. heaviness; weight) vachireva huremu.
  • VaKongo vanoti ejitu (n. heaviness, weight, density) kureva huremu. VaMbugwe vanoti -rito; ndito (adj. heavy).
  • VaNyoro vanoti obulemezi kana bulemezi (weight) kureva huremu.