Kuziririka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuziririka (Spinning in English) - iri izwi rinoshandiswa kana chiumbwa chiri kutenderera pa akiso iri pakati pechiumbwa zvikuru sei sei kana akiso ichidarika nepane munzi wehuremu (centre of mass). Muenzaniso ungapiwa kuzeya kunoita Earth kamwe pazuva ichiziririka nepane akiso inopfuura nepagoko raiyo Earth.

Mumwe muenzaniso ungapiwa kuziririka kunoita chiziriri chinova chivharo chebhodhoro chine maburi maviri akatungwa netambo.