Rufangu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Rufangu (Acceleration)- iri izwi rinoreva kuchinja kweSpidhi paumwe hwechiyero chenguva. Rufangu rune chiyero (m/s2). Rufangu runowanikwa nekugova spidhi pane nguva.

Tsazaniso inoti Rufangu = (kuchinja kwemuchacha/nguva), (m/s2).