Tsinhano yeHuremu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHuduma)

Muchidzidzo fundoyetsimba, tsinhano yehuremu kana rutsinho (density) mazwi Ari kushandiswa pane kududzira kupimwa kwehuremu pahumwe hwemumhu takatarisana nechiwumbwa chiri kutaurwa nezvacho. Zvinhu zvakasiyana zvine tsinhano yehuremu yakasiyana. Iko kusiyana kwetsinhano yehuremu kunoita kuti zvimwe zvinhu zviyangarare pamusoro pemvura zvimwe zvichinyura. Somuenzaniso, mvura nematombo zvine tsinhano yehuremu yakasiyana; mvura ine tsinhahuremu 1 gram/cubic metre, matombo ane tsinhahuremu 2.5-5.5 gram/cubic metre.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kutsinhana (place close together, pack closely, be near each other).
  • Runye (grain or other vegetation coming up very closely together).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti ku shinana (to be crowded, to have no room) kureva kutsinhana. Lozi vanoti -sinana ( v.i. to be over-crowded; to be blocking up a narrow path, a doorway, a way, etc.).
  • Mang'anja vanoti tsitu kana nsitu (many close together, thick; thick or close as a thicket - called nsitu).
  • Mang'anja vanoti kutona kana kutonana (to be close together; to crowd together without spaces between). Baila vanoti ku shindibala (to sit close) kureva kugara pedyo nepedyo.
  • VaMambwe vanoti -sintanya (to place very closely) kureva kutsinhana. MaZulu vanoti thotha (Place closely together, pack tightly; bind tightly together) kureva rutsinho.