Mutemo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutemo inoshandiswa kutaura zvinotenderwa kuitwa nezvisingatenderwe munyika kana sangano.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kudzai Mambo Mwari! Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, uwo unodakara kakurutu ngemipango yake. Psalm 112:1 (Bhaibheri reChiNdau).
  • Asi kuti musikandironzeri hope, chiripo chironzo chimwe kwomuri: I’ve decided that if you don’t tell me the dream, there is only one sentence passed on all of you. (Daniel 2:9 Bhaibheri reChiNdau).
  • .... ndinozopangazve makore kuti asanayisa mvura padera pawo: I will command the clouds not to send rain. (Isaiah 5:6, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweNyungwe vanoti mtemo (n. law) kureva mutemo.
  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo vanoti mtemi kana watemi pakuwanda (leader, rule) kureva mutongi.
  • Vatauri veKiikizu vanoti -tema (rule over, reign) vachireva kutonga Zvichida mazwi anoti democracy, theocracy, aristocracy anngaturikirwa tichibva pana tema.
  • VaFwe vanoti muraho (law) kureva murao.
  • VaLozi vanoti mulao (law) kureva mutemo.
  • Izwi rokuti Kiragiro (Commandment) rinotaurwa mururimi rweLugungu.
  • VaNyoro vanoti ekiragiro (law) kureva murairo.
  • VaGanda vanoti msangu (law) kureva mutemo.