Chiwanza

Kubva Wikipedia

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti chianza (n. custom, manner, way, behaviour, habit) kureva maitiro.
  • VaWanga vanoti okhwanza (arrange; set out in order; make a list; tabulate) kureva kuronganisa.
  • VaWanga vanoti okhwanzukha (leave, desert) kureva kubva panzvimbo.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.