Muzinda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti muzinda rinoreva padare paShe kana mambo panotongwa mhosva.

Kumutauro weChewa shoko rokuti muzita rinoreva guta - city, sokuti muzinda weLilongwe.

Pachinyakare muzinda (village of chief, walled and large) zvaireva musha waShe wakanga wakakura uine ruzhowa rwakakomberedza.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kumuzinda hakuna woko. Apa kureva padare raShe hapana anobata zviri nani nokuda kwehukama kana hushamwari.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyungwe vanoti mzinda kana mizinda pakuwanda (n. city) kureva guta.