Jarati

From Wikipedia

Jarati (kureva town) chigarirwa chevanhu, chinotsanangurwa sechinhu chakaura kudarika musha asi chidoko kudarika maghuta, aso zvinogona kusiyana nedzimwe nyika mutsika dzakasiyana-siyana. Shoko iri ngarisa sanganiswe ne jarada kana jarata.

MuZimbabwe majarati anosanganisa Bindura.

Mamwe mashoko[chinja | edit source]

Ringai zve:[chinja | edit source]