Chita

Kubva Wikipedia

Chita kana nzanga zvinoreva sangano revanhu vange chinangwa chakafanana - (Association, society, congregation, confraternity, polity).

  • Izwi reEnglish rokuti polity rinodudzirwa richinzi a state or other organized community or body. Dudziro iyi yakafanana nechita.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichida mazwi emitauro yeBantu aya anokwanisa kuturikira chinonzi polis, polity, policy, politics, politician kuEnglish.

  • Chewa neSwahili vanoti mkutano (a meeting, gathering, assemblage, crowd) kureva musangano.
  • Kikongo inoti kuta (v.t. to collect, gather together) kureva kuungana. Mamwe mazwi kuta (v.i. to assemble, gather together, collect together - of people only) kureva kuungana.
  • Edo inoti ta (to speak, to say, to tell) kureva kutaura. Mamwe mazwi: ta (to spread, to hang). Venda inoti muta (n. family) vachireva mhuri.
  • VaFwe vanoti kuta (v. to say) vachireva kutaura. Ko tikaturikira parliament kuti chitamakota? Kutuk inoti ta (v. to say, to talk).
  • Mbugwe inoti waaja (v. to love). Fananidzai nokuti ruwadzano.