Afrikaans

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Afrikaans mutauro unotaurwa neMabhunu kuSouth Africa, Namibia neZimbabwe. Mutauro uyu wakaumbwa nevanhu vakabva kuEurope vanosanganisira maDutch, French neGerman.

Tarisai chinyorwa chinonzi Mazwi Akabva kuAfrikaans chinounganidza mazwi eShona akabva kumutauro weAfrikaans.