Nzanga

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti sango kana siango (n. company, group of people) kureva nzanga.
  • Djimini vanoti njanga (n. rectangular house).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.