Katungu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Katungu kana chitsora zvinoreva musha uri kwawo wega kusina vamwe - isolated dwelling place.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti citungu (small part of an area, country) kureva chikamu chidiki chenyika kana dunhu.