Svetuka kuchirochemo

Kupona

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuponeswa)

Kupona (to live, to survive danger, to be rescued) zvinoreva kurarama kubva munjodzi kana hurwere.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaTonga inoti kupona (be well; live; recover) kureva kupona. Chewa inoti chira (to recover, to be cured or feel better after illness) kureva kupora.
  • Swahili inoti pona (1. flee, survive danger, escape unaharmed; 2. be rescued or saved; 3. make a living, live, exist. 4. improve; recover from an illness) kureva kupona.
  • Swahili inoti ponyesha (1. cause to flee/run away; 2. rescue, save, heal cure). Bavili vanoti kuumë (2. to become well).
  • Kikuyu vanoti kuhona (heal up; survive; get better) kureva kupona. VaZigula vanoti kuhona (heal up; get well; become safe) kureva kupona.
  • VaDigo vanoti pona (1. to recover after a disease; to survive an illness, be healed; 2. to escape unharmed, to survive e.g. an accident) kureva kupona.