Nyanzvi

From Wikipedia
(Redirected from Hunyanzvi)
Jump to navigation Jump to search

Nyanzvi (expert muChirungu) zvinoreva munhu anoziva (kana kugona) zvakanyanya pamusoro pechinhu chiri kutaurwa nezvacho. Nyanzvi ingava nyanzvi yezvedzidzo kana nhabvu.


Mamwe mashoko anoshandiswa kureva nyanzvi ndiwo anoti: chikwapuro, godzi, shasha.

Njenda (skillfull person, wily person - skilled at gaining an advantage, especially deceitfully).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Ndizvo nduna, vakuru voumambo, vatongi venharaunda, vapangi, vangwariri vepfuma, vaiyanisi vendaa, vatongi vendaa, nevatongi veshe venyika, vakaunganidzwa pamwepo: So the satraps, prefects, governors, advisers, treasurers, judges, magistrates and all the other provincial officials assembled (Daniel 3:3 Bhaibheri reChiNdau).