Kupungudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupungudza (to reduce, to take away from) kana kubvisa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti punga (decrease, diminish, let up; shorten e.g a dress, etc.).
  • VaSwahili vanoti kipunguo (1. reduction, decrease, 2. absence, lack, shortage. ).
  • VaDigo vanoti phunguza (to reduce) vachireva kupungudza.
  • VaTaita vanoti kupunguza (v. lessen, decrease) vachireva kupungudza. VaTaita vanotaurawo iwi rokuti kupunguka.
  • VaSwahili vanoti kipunguzi (vi. deduction, discount, rebate).
  • VaChewa vanoti pungula (v. to pour, to pour out of one vessel into another, to reduce) kureva kupungura.
  • VaUmbundu vanoti pungula (v. separate, assort) kureva kupungura.
  • Vatauri veKizigua vanoti kuhungula (reduce; decrease; shorten) kureva kupungura.
  • Vatauri veKizigua vanoti kuhungulwa (be reduced; be shortened) kureva kupungurwa.