Vatokaleya

Kubva Wikipedia

Vatokaleya kana Watokaleya zvizvarwa zvemo munzvimbo dzakakomberedza Utsi Unotinhira (Mosi Oa Tunya) kuZambia neZimbabwe. Vanoumba mapoka maviri anowirirana, Vatoka (vanozvitia Batoka) ne Valeya (vanozviti Baleya), uye vanotaura ndimi dzemutauro weChitonga.

Vatokaleya vane nhoroondo refu munzvimbo iyi. Kwavari kuUtsi Unotinhira chinhu chinoera uye chakakosha mutsika dzavo. Utsi Unotinhira inoumba chikamu chakakosha chemararamiro avo uye vakagara munzvimbo iyi kwemazana emakore. Vatoka vanopa zita ravo kumakoronga ari pasi peUtsi Unotinhira.

Muenzaniso wemusha weTokaleya musha weSongwe, uri makiromita mashanu kubva kuUtsi Unotinhira. Nyanzvi dzakawanda dze masafari erubaya ekuVutswana anotora vashanyi kumusha weTokaleya.

Mapoka emaDzinza ari muZambia
VabhembaVabwileVachewaVachokweVaishindi-LundaVakafwe TwaVakanongesha-LundaVakundaValambaValambyaValovaleVarozi (Vatotse)Valukanga TwaValundaVarunguVamambweVambundaVamwangaNdwandweVangoniVankoyaVansengaVanyihaVasengaVasubiyaVatokaleyaVatongaVatumbukaVazunguVayombe
Mapoka emaDzinza ari muZimbabwe
Madzinza evhu Vashona (VakarangaVazezuruVakorekoreVadomaVabujaVahungweVandau) • VashanganeVasenaVandebeleVafengu (Vaxhosa) • VakalangaValilimaVatalaoteVarembaVamanyikaMakaradhiVanambyaNdwandweVatokaleyaVatongaVatsongaVachewaVavhenda
Vazungu Vazungu (Vaanglo Afurika) • VabhunuVagirikiVaitariVaputukezi
Vamwe VachayinaVakongoVaindiyaVajudhaVamozambikiVamalawiVazambia