Svetuka kuchirochemo

Vazezuru

Kubva Wikipedia
Mutauro Chizezuru, Chisitandadhi Shona
Huwandu 5.2 zvuruzvauru/mamiriyoni
Mutauronyina Mutauronyina weChizezuru
  • Shawasha, Gova, Mbire, Tsunga
  • Kachikwakwa, Harava, Nohwe,
  • Njanja, Nobvu
  • Kwazvimba (Zimba)
Mhuri yemutauro Bantu
Nzvimbo Mashonaland East

Central Zimbabwe kudhuze neHarare

Nyika
Hukama
Munhu Muzezuru
Vanhu Vazezuru; Mazezuru
Mutauro Chizezuru
Nyika Guruuswa, Vukaranga, Zimbabwe

Vazeruru, Wazezuru kana Bazezuru vanhu vedzinza rechiShona vanotauri mutauro unonzi Chizezuru. Mutauro wavo ndiwo unotaurwa nevanhu vazhinji veChivanhu nekuti Sitandadhi Shona inotora mashoko kubva kuChizezuru nemamwe mashoma kubva kumimwe mitauro yechiShona. Vazezuru vane hukama nemadzinza aya: Vakaranga, Vandau, Vakorekore neVamanyika (Samanyika), uye vane hukama huripedyo neVakalanga, Vavhenda, Vadoma neVasena.[1]

Chirevo reshoko rekuti Zezuru harizivikwi, rinongovwa sezita redzinza revanhu vechiShona ivo Mazezuru, nemutauro wavo Chizezuru.

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. http://www.self.gutenberg.org/articles/eng/Zezuru_language Yakatariswa: 18 Chikumi 2021