Vatsonga

Kubva Wikipedia
History of Tsonga2.jpg
Chitarwa chemukadzi ne murume wechiTsonga
Huwandu
7,470,000 (kudhuze nekupera kweZanagore 20)
Marhijoni ane huwandu uzhinji
Mozambiki 4,100,000
Afurika Chamhembe 3,300,000 (estimeti yehuwandu mu2019)
Eswatini 27,000
Zimbabwe 5,000
Mitauro
Chitsonga, Chiputukezi, Chingezi
Rudaviro
Rudaviro rweTsiya dzeAfurika, Chikristo
Hukama
mamwe maTswa-Ronga uye Vanguni, Vashangani (Vandau)
Tsonga
Munhu Mutsonga
Vanhu Vatsonga
Mutauro Xitsonga

Vatsonga kana Watsonga idzinza reBhantu rinogara kuChamhembe Mozamiki ne Afurika Chamhembe (Limpopo neMpumalanga). Vanotaura Chitsonga, mutauro wechiBhantu cheChamhembe. Huwandu hudoko hwe Matsonga hwunowanikwa muZimbabwe ne Maodzanyemba eEswatini. Vatsonga vekuAfurika Chamhembe vanogovana nhoroondo nevaTsonga vekuChamhembe Mozambiki, uye vane tsika dzetsika dzakafanana; zvisinei vanosiyana pamitauro inotaurwa.