Rubaya

Kubva Wikipedia

Rubaya (a wilderness; a field; plain, desert) uku kutaura kweChiNdau kuchireva munda, mhene, sango kana gwenga. Psalm 78:12 ..... murubaya rweZoan.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitsara iri pano yakatorwa muBhaibheri reChiNdau uye inojekesa zvinorehwa nezwi rokuti rubaya.

  • Anopindura rubaya kuita makandwa emvura, nemavhu akaoma kuita zvinyuka zvemvura: But God can also turn the desert into watery pools, thirsty ground into watery springs. (Psalm 107:35, Bhaibheri reChiNdau.
  • ... wakauemesa murubaya rweDhura, munyika yeBhabhuroni: ... and set it up on the plain of Dura in the province of Babylon (Daniel 3:1 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... Asi ndada Jakobe, asi ndanyenya Esau, ndaita kuti nyika yake yezvimitunhu iite matongo nenhaka yake kuita rubaya rwemakava: Yet I have loved Jacob 3 but I have hated Esau; I have made his hill country a desolation and his heritage a desert for jackals. (Malachi 1:2-3 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... uwo wakaita nyika kuti idai ngerubaya, wakaparadza maguta ayo, usikazi kuda kusunhura mabhanditi ake kuti vaende kanyi?: who made the world a desert, who destroyed its cities, who would not set his prisoners free (Isaiah 14:17, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kinyarwanda vanoti ikibaya (plain - near a river or lake).
  • VaDigo vanoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango.