Vadoma

Kubva Wikipedia

Vadoma kana Vadema, idzinza re vanhu vanogara mumatunhu eKanyemba kumaodzanyemba e Zimbabwe, kunyanya kumatunhu eUrungwe ne Sipolilo aripadhuze ne mabhasini eRwizi reMwazamutanda, tributary yeRwizi rweMupata weZambezi. Vaive vavhimi muchinyakare, vanavevhu muZimbabwe uye vanozivikwa nekuda kwe ekitodakitiri (ectrodactyly) vanogara paki pemhuri dze Vadoma.

Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vadoma vanotaura Chidema, chinehukama huripedyo ne Chishona, mitauro ye Zimbabwe kanyaya Vashona vanotaura Chikorekore ne mutauronyina unonzi Chitande.[1] Kugara pedyo ne Vashona ne Vakunda vari muKanyemba, vanotaura zve Chikorekore ne Chikunda.

Nhoroondo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichienderana ne ruambamhenyu rwe Vadoma, vatateguru wavo vakabva muMuuyu.[2] Pakubva mumuti, vakafamba vakamira vachivhima uye vachiunganidza michero. Zita rekuti Vadoma rinoshandiswa munzvimbo dze Zambezi pamusoro pevanhu verungano vanotsanangurwa se magical, capricious, vasingagoneki kutsvagwa uye vanogara pakati pemiti. Izvi zvinogona kunge zvaireva Vakhoisan, vavhimi vaka precede migration ye Vashona muMupata weZambezi, uye Vadoma vanogona kunge vainehukama huripedyo nevanhu ava (Vakhoisan - kunyangwe Vashona vacho). Makuhwa anofamba ekuti Vadoma vanotizira mumamiti kunopipa.

Munhoroondo, Vadoma vaiwanzo gara mumakomo, rugare rwavo rwaiwe wekuvhima, kuraura, kuteya ne miteyo, kuvhima (h)uchi, uye kuunganidz michero ne midzi. Mushure mekukoronaizwa kwe Afurika ne Yuropu, Vadoma vakakwesa (resisted) kusanganiswa ne Vakorekore munguva ye Umambo hwe Mutapa, zvakaita kuti vatadze kupinda munzvimbo yairimika (yaive ne fetiraiza). Rhifomu ye nzvimbo mushure merusununguko rweZimbabwe hauna kushandura izvi, kunyangwe paive ne puresha kubva kuhurumende ya Mugabe, uye kuenderera kweVadoma nekusava nezvinhu, kwakaita kuti vave vega nzanga ye Zimbabwe yave isinakurima (non-agricultural). Izvi zvakaita kuti vazivikwe ne steriotayipi yekunzi 'stone-age cave dwellers".

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://archive.org/details/gunsrainguerrill0000land
  2. https://www.newsday.co.zw/2014/06/21/relief-doma-people/