Vabuja

Kubva Wikipedia

Vabuja kana Wabuja (uye mukunyorwa kumwe Vabudya kana Wabudya, Vabudja uye Wabudja) ruchava rwe vanhu vanogara muZimbabwe vane hukama neVakorekore. Vanotaura mutauro wavo wavanoti Chibuja uyezve vanowanikwa kwaMutoko. Vanodana Zimbabwe vachiti Zimbahwe.

Nhoroondo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vabuja vanonzi vakagara kwaMutoko kubva kuMhingari nzvimbo yaive muMazambuko yanhasi, vainge vachitungamirwa naNehoreka (kana Nohoreka uye Nohureka), baba wake Mukombwe, hanzvadzikomana dzake Nyanzunzu Mukombwe na Mukwiradombo Mukombwe ne murongoti wavo Chingate Mukombwe (Nyamungate kana Njapa).[1]

Mukuundura mavambo eVabuja, zvinonzi humbwo hwe nhoroondo hwunorakidza kuti Nehoreka akabva kuMazambuko muZanagore rechi16 kuenda kwaMutoko yanhasi, nyasi paIshe Makate, murume ainge anemasimba achishandisa upipi kukunda vakwikwidzi wake.[1]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 1.0 1.1 "Vabuka" Yakaringwa 24-Zvita-2022

Template:Machava emuZimbabwe