Vaxhosa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Vakadzi vechiXhosa
Xhosa traditionally dressed women.jpg

Vaxhosa (Xhosa people) kana Maxhosa nderimwe remadzinza eSouth Africa. Vanoverengeka vangangoita mamirioni masere uye mutauro wavo Chixhosa. Vazhinji vanozivikanwa vekuSouth Africa vaive verudzi urwu, vanosanganisira Nelson Mandela naThabo Mbeki. Vaxhosa vanhu vedzidza rechiNguni nevamwe wavo Vazulu, Vandebele, Vaswati (Vaswazi), Valala ne Vangoni (vano gara kuMarawi neZambia) pamusoro pevamwe.

Huwandu[chinja | edit source]

Kune diki asi yakakosha inotaura Chixhosa (Mfengu) nharaunda muZimbabwe, uye mutauro wavo, unonzi isixhosa, inozivikanwa semutauro wenyika.[1]

MuChamhembe kweAfrika kwavano gara wakawanda, huwandu hwavo huri mukati meiyo yanhasi Eastern Cape.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. Nombembe, Caciswa. "Music-making of the Xhosa diasporic community: a focus on the Umguyo tradition in Zimbabwe." Masters dissertation, School of Arts, Faculty of Humanities, University of the Witwatersrand, 2013.