Vakunda

Kubva Wikipedia

Vakunda kana Wakunda, (vanonzi wo Vacunda nekuda kwepesvedzero ye Chiputukezi) iboka redzinza reZambia, Zimbabwe, neMozambiki. Huwandu hwavo hunosvika pa193,913 ye vanhu. Vanotaura Chikunda, mutauro wechiBhantu wakada kufanana neChichewa.

Vazhinji weVakunda vanogara pedyo ne Rwizi re Mwazam'tanda. Vanopembera ma madhiri (festivhoro) avanoti Madhiri Malaila.

Kubva mu zanagore 16, Vakunda vakanga vari varanda vaisevenza paMapuraza eMaputukezi kana kuti minda, munharaunda ye Mupata weRwizi re Zambezi. Kunyangwe vakakanganiswa neku imvedhwa (invaded) nevaNguni muzanagore 19, nekufamba kwenguva vakatanga kuzivikanwa serudzi rwe vanhu pachavo. Vanoramba vachigara munzvimbo dzaimbova chikamu chemapuraza.[1]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://books.google.com/books/about/Historical_dictionary_of_Mozambique.html?id=4lAUAQAAIAAJ