Vakaranga
Jump to navigation
Jump to search
Tarisai futi peji re Vakalanga
(Nyubi -> Matabeleland nyika isati yatorwa neVarungu, yakafa) |
Vakaranga (Chimanyika: Wakaranga) kana Makaranga vanhu venhu vechiBantu vedzinza rechiShona, vanotaura Chikaranga. Vakaranga vane hukama ne vamwe vanhu vedzinza rechiShona, Vazezuru, Vandau, Vamanyika (Samanyika), neVakorekore. Uye vane hukama huri pedyo neVakalanga, Vavhenda, Vasena neVadoma.
Vambo rezita[chinja | edit source]
Zita rekuti Karanga rinowanzo fungidzirwa kuti rakabva kuzita rekuti Kalanga pakapesana vanhu vabva kuMapungubwe vachienda kunowaka Umambo hweZimbabwe, vamwe vachienda kunowaka zvimwe, munzvimbo yeChamhembe cheAfrika.
Nhoroondo[chinja | edit source]
Makaranga anozivikwa[chinja | edit source]
Obey Makamure (29 Mbudzi 1993) | muyimbi anoenda nezita rekuti 'Tocky Vibes'