Vatalaote

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tarisai futi peji re: Vatalaunda

Vataraote (muTjikalanga: Batalaote, Badhalaunda; Batalaunda) kana Vataraunda vanhu vedzinza rinowanikwa kudunhudiki repakati peBhotswana ne kuchamhembe-e-madokero eZimbabwe. Vanhu vanosanganiswa muboka redzinza huru rinonzi Vakalanga. Pakufamba kwemakore Vataraote vanogara mu Zimbabwe vakarasa mutauro wavo ndokutanga kushandosa Chikalanga, uye Chingwato (mutauro we Vangwato) muBhotswana. Vataraunda ne Vadoma vane tateguru mumwechete, uye madzinza maviri aya ane makhesi akakura e ekitodhakitiri (ectrodactyly).

Zita[chinja | edit source]

Vataraote richiwanzo nyorwa richinzi Vataraunda, izita redzinza rinoreva kuti 'to glance back while trudging on'.

Nhoroondo[chinja | edit source]

Dzinza re Vataraunda ihombe kunyangwe raka ganhurwa uye vachigara munzvimbo dzakawanda muBhotswana ne Zimbabwe. Varozvi (Lozi/Lozvi) uye mutupo wavo (moyo) uye havaboori zhebe dzawo. Madzinza anerugare akafamba kubva kuZimbabwe; vakauya kubva panzvimbo imwechete kuMabvazuva eAfurika se Vashona. Vakatiza Zimbabwe kuenda ku Senyawe muBhotswana nekuda kwehondo dze saruradzinza. Vakagara ne Vangwato pavakagara muBhotswana. Vamwevavo vakafamba naRatiltadi uye Mpoengs akatiza kuKgama achienda muPlumtree, Zimbabwe. Varozvi ndiwo vanhu vakabara Mambo Dhinasti. Zvinofungwa kuti ndiwo ava Vakalanga/Vakaranga/Rozvi ndivo vakawaka Mapungubge ne Hukuru hweZimbabwe.

Vagululu imhuri diki irimukati me Vataraunda; uvambo wavo unoteerwa kushure kwe gukurahundi yakaedzwa na Mambo Mzilikazi mushure ma Kedikilwe, mukoma wa Musemwe, paakanyebera Mambo nezvemombe dzaive dzeVataraunda ne Vangwato muBhotswana.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]