Uyo Ibibio

Kubva Wikipedia

Uyo Ibibio mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Uyo inoti tem (cut bush; clear bush) kureva kutema miti. Mamwe mazwi: etok (adj. small, few) kureva diki.
  • Uyo inoti inaan (num: four) kureva ina. Mamwe mazwi: nso (n. face, front, future) kureva uso.
  • Uyo inoti tappa (v. dip out, ladle out (with a spoon or the hand); beckon with the hand, touch lightly to get someones attention) kureva kupakura. Fananidzai nokuti kutapa
  • Uyo inoti bire (v. become black; become ripe) kureva kusvipa. Fananidzai nokuti kuvira kwezuva. Lugungu inoti mbiro (soot) kureva chin'ayi..
  • Uyo inoti soomo (v. join two objects such as two pieces of rope). Fananidzai nokuti kusvomhoka?
  • Uyo inoti siere (v. dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night) kureva kuyedza kana kuyedzerwa.
  • Uyo inoti nyin (v. show the teeth) kureva kunyina kana kunyinura. Mamwe mazwi: udebe (v. steeped, soaked).
  • Uyo inoti nyim kana nyiim (v. refuse, hold back something when one has it to give) kureva kunyima.
  • Uyo inoti sek (v. cut into, cut through many times; cut this way and that over the same place) kureva kucheka.
  • Uyo inoti dom (v. bite) kureva kuruma. Mamwe mazwi: dook (v. slander, backbite, undermine) kureva kutuka.
  • Uyo inoti doro kana doro (v. become bitter) kushanduka kuvava. Fananidzai nokuti doro uye kuvava kwedoro?
  • Uyo inoti foom (v. emerge, appear suddenly (come up for air from a dive, appear from around a corner)). Fananidzai nokuti kufumura?
  • Uyo inoti fuuk (v. cover a person with a blanket, food with a cloth, a house with a roof, a hole with dirt) kureva kufuka. .
  • Uyo inoti funno (v. rev of fuk uncover, take of) kureva kufunura. Mamwe mazwi: fono (v. become uncovered, peeled off, come off - of its own accord) kureva kufunuka.
  • Uyo inoti uko (n. liability, burden). Fananidzai nokuti muko? Mamwe mazwi: koro (do, be) also, (do, be) in addition).
  • Uyo inoti ba ( be in a place; exist; seem, appear to be) kureva kuva. Mamwe mazwi: mbai (n. piece, half piece) kureva mbai.
  • Uyo inoti mfa kana ufa (adj. new) kureva idzva. Mamwe mazwi: utom (n. work, errand, message) - fananidzai nokuti kutuma.
  • Uyo inoti fuuro (v. become sharp) - fananidzai nekupfura matemo. Mamwe mazwi: fuuro (become cool - of air, weather) kureva kufura mhepo.
  • Uyo inoti ubok (n. arm and/or hand; handle; power, strength, ability) kureva ruwoko. Pakanzi ability - fanannidzai nokuti ane ruwoko rwekurima?
  • Uyo inoti uko (n. over there, yonder (refers to a wide area)) kureva uko.
  • Uyo inoti nwaana (v. fight; struggle; try). Kune mitauro yeBantu inoti kurwana ichireva kurwa.
  • Uyo inoti sana (v. be clean; tv acquit, find innocent) kureva kuchena. Fananidzai nokuti hutsanana.
  • Uyo inoti waapa kana waap (v. snatch, grab, take away by force) kureva kuhwapura.
  • Uyo inoti kot ( grow (of people, animal, plants, hair) kureva kukwegura. Kimbundu vanoti makota (n. advisors, ministers; elders).
  • Uyo inoti boyo (v. pass by) kureva kupfuura. Fananidzai nokuti kupoya?

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Uyo inoti dooro (v. get into an abnormal, unnatural state, also used with certain kinds of stomach upset as in feeling of vomit).
  • Uyo inoti feere (v. become thin, light in weight, lightened (of a load); become light on the feet, sprightly).
  • Uyo inoti awawa (green) kureva grini. Mamwe mazwi: atutu (group, flock, herd) kureva boka kana danga.
  • Uyo inoti mbai (wing) kureva bapiro. Mamwe mazwi: mbara (nail, claw) kureva nzara.
  • Uyo inoti mben (n. side, edge) kureva divi. Mamwe mazwi: mboro (n. banana) kureva bhanana.
  • Uyo inoti usen (n. day - 24hours) kureva musi. Mamwe mazwi: nta (num. three) kureva tatu.
  • Uyo inoti uto (n. value, preciousness) kureva kukosha. Mamwe mazwi: kim ( become dark, black) kureva kusvipa.
  • Uyo inoti ntak ( reason, cause, origin, beginning) kureva chikonzero. Mamwe mazwi: biyo ( pass, pass by; cross) kureva kudarika.
  • Uyo inoti ukot (n. leg and/or foot, bottom, base; elongation, extension, movement, means, mode). Mamwe mazwi: ukot ( in-laws, relatives by marriage).
  • Uyo inoti akamu (n. pap - generally made of maize starch) kureva sadza. Mamwe mazwi: uye (n. heat, warmth; aj hot, warm) kureva kudziya.
  • Uyo inoti uto (n. kind, sort, type, method). Fananidzai nokuti mutowo. Mamwe mazwi: dana (v. become brown, reddish).
  • Uyo inoti tuum (arrange, put in order; attend to, wait on; do well). Mamwe mazwi: wet, weet (v. write) kureva kunyora.
  • Uyo inoti mfuuro (n. coolness, shade, shady place, breeze.) kureva mumvuri. Mamwe mazwi: wue (v. warm oneself in the sun or by the fire, bask).
  • Uyo inoti fuut (blow on (as with the mouth or bellows to cool, or to make a fire flame up), blow (a whistle, a wind instrument) kureva kufuridza.
  • Uyo inoti nta (n. practitioner, specialist, expert) kureva mubati webasa rinorehwa. Mamwe mazwi: ekondo (n. world) kureva nyika.
  • Uyo inoti nwana (v. become clear, light, bright; fig become clear, understandable; become large, wide; expand; tv clear (as a road); expand, enlarge.).
  • Uyo inoti uko (courage, bravery; a strong vigorous man; awo uko a brave man lit. person of courage). Kuti rine chekuita nokuti mukomana?
  • Uyo inoti demme (v. become spread out flat; become wide, enlarge, widen (of a persons gait); sag hang down from weight (of cloth).).
  • Uyo inoti dere (v. become spread all over; overflow (of water, sand, weeds, grass) become laid out, spread out flat). Ko Derembwe kana Chadereka?.
  • Uyo inoti dette (become spread all over; overflow (of water, sand, weeds, grass) become laid out, spread out flat).
  • Uyo inoti mbio (n. people) kureva vanhu. Mamwe mazwi: sak (become face to face, directly in front of).
  • Uyo inoti usan (n. dish, plate, bowl). Mamwe mazwi: biire (tv: stop, cease, conclude; tv bring to conclusion; decide).

[1]

  1. http://wwwhomes.uni-bielefeld.de/gibbon/Dafydd_Gibbon_Publication_PDFs/2004_Gibbon_Urua_Ekpenyong_Ibibio_Dictionary01.pdf