Kuva

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuva (to be - in a certain state).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kuva munhukadzi hachisi chitema, varume vanozvarwa nevanhukadzi wani.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kuba kana kumera (to become; to be - in a certain state; to be like).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kumera (to be like).