Mutowo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutowo (Manner, method, procedure, habit, custom; attitude) zvinoreva nzira yemaitirwo ebasa kana icho chiripo chinoda kuitwa.

Mamwe mazwi - chino, munyire kana mugarire.

Mazwi anoreva custom: muitiro, chibaro, mutowo, mugarire.

  • Munyire, mutowo kana tsika (method, habit, manner, character). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi Ethics kana Ethos kuEnglish?

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Rwendo rwuno tiri kurima nemumwe mutowo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLugwere vanoti nsambo (cliché, stereotype; conventional or formulaic conception or practice. 2 • platitude; hackneyed, very predictable, overused phrase or opinion) kureva musambo.
  • Mururimi rweLubukusu vanoti esaambo (character, conduct, habit,tradition, discipline, state, condition,mood, likeness, appearance, resemblance, fashion) kureva musambo.
  • Vatauri veLunyoro vanoti -manyire kana manyira (to be used to) vachireva kuzivira. Fananidza nokuti munyire?
  • VaDigo vanoti chilwako (your way) kureva nemutowo wako kana nenzira yako.
  • VaDigo vanoti mabaro (habits, characteristics) kureva katsika.
  • Mururimi rweLuwanga vanoti injero (example; way; method).
  • VaGanda vanoti msangu (law) kureva mutemo.
  • Mang'anja vanoti tupi (the body; one's person; used for one's body - hence one's self; and figuratively, kind, body of grain). Sokuti mpunga wa tupi lina - rice of a different colour, also shape.