Kusvomhora
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKusvomhoka)
Kusvomhora kana kuzvomora (unsheath, pull from sheath, withdraw; disconnect) zvinoreva kubuda kwechinhu kubvisa chinhu mune chimwe machange chakapfekerwa kana machanga chiri. Sokuti bakatwa rinosvomhoka kubva muchihara.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lubukusu inoti khuusomola (v. scrape out from a narrow place, pick nose, pull out) kureva kusvomhora.
- Luwanga inoti okhutsoma (Sheath, insert) kupfekera muchihomwe. Lunyoro inoti -somora (draw a sword) kureva kusvomhora munondo
- Luwanga inoti Okhutsomola (unsheath, pull out from socket; withdraw; extricate oneself, escape) - kusvomhora.
- Mambwe inoti ukusomola (disconnecting, separating, disconnection). Hadiyya inoti som- (v. attach; connect; affix).
- Kikongo inoti someka (v. stick something upon a stick). Baila vanoti ku soma (to sheathe) kureva kupfekera muchihara.
- VaTiriki vanoti khutsomola (withdraw, extricate, pull out (from sheath or socket), unsheath) vachireva kusvomhora.
- Bushong inoti shomala (v. loosen, unravel; take or pull out from among; pull to pieces).
- VaMambwe vanoti -somola (to pull out; draw out - e.g. a peg or a tooth) zvichireva kusvomhora.
- Lenje vanoti shotola (take, cut or pull off a piece or pieces) kureva kusvotora.