Bhanana

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ngoma yeMabhanana pamuti, kuIndia

Bhanana, figu, hobo kana hovha rudzi rwemuchero.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chitsoko (single part of banana bunch).
  • Ngoma (complete banana bunch).
Chitsoko chemabhanana emhando inonzi Cavendish Bananas

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaRwanda vanoti umutumba (trunk of banana tree) kureva hunde yemubhanana.
  • VaLenje vanoti likonde kana makonde pahuwandu (trunk of banana tree) kureva mubhanana zvose nemuchero wacho.
  • VaMbugwe vanoti mugomba (banana tree) kureva mubhanana.
  • VaLuba vanoti dikonde kana cibota (n. banana) vachireva bhanana.