Kuhwapura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuhwapura (to snatch, to grab) zvinoreva kubvuta zvechisimba.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti hwaphu (ideophone. of snatching, slashing; of taking a little, doing a little) iri nyaudzosingwi inoreva hwapu.
  • MaZulu vanoti hwaphuluza (Scoop up, sweep off; grab, snatch; slash or slice off a large piece). Mamwe mazwi: umhwaphuluzo (A grabbing, snatching, scooping up; a slashing, slicing) kuhwapura.
  • MaZulu vanoti hwaphuluza (Graze, strike a glancing blow). Mamwe mazwi: umhwaphuluzo (Superficial scar, graze-mark).
  • VaMaconde vanoti kukwapukana (v. to separate) kureva kukwapuka.