Kupoya

Kubva Wikipedia

Kupoya zvinoreva kubuda panzvimbo pakakomberedzwa panenge panzi munhu kana mhuka dzigarepo, apa kubuda uku kuri kusina mvumo uye kusiri pamutemo.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mombe dzapoya danga dzikanodya chibage kumunda kwaKajawu.
  • Vakomana vakadzorerwa kumusha vawanikwa nemhosva yokupoya vachinonwa doro kundhari mumamisha.