Kucheka

Kubva Wikipedia

Kucheka (to cut) zvichireva kushandisa banga kana chimwe chinopinza pakupatsanura chinhu chichiita mhande mbiri kana kudarika.

  • Kuadza zvinoreva kucheka zvakare. Zvichida apa ndipo panobva mazwi anoti: Fananidzai nokuti Chiadzwa?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Machakanyugwa (small bits and pieces of wood; small crumbs of bread) - izwi iri rinotaurwa kuKalanga.
  • chakanyula (chop or make something into small bits and pieces) - izwi iri rinotaurwa kuKalanga.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wakamuunzira izvi zveshe, akazviadza ngepakati, wakaisa rupande rumwe panorumweni; asi aazi kuadza shiri: He brought him all these, cut the animals in two and placed the pieces opposite each other; but he didn’t cut the birds in half. (Genesis 15:10 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... wakaadza huni dzokupisha mudiro, akamiruka, akaenda kundau yaakamuronzera ndiyo Mwari. When he had cut enough wood for the burnt offering, he set out for the place God had told him about. (Genesis 22:3 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTumbuka vanoti kucheketa kana kudumula (to cut) vachireva kucheka.
  • VaTsonga vanoti juva (to strip of features). BaRonga vanoti -tsema (v. to cut).
  • Xilenge vanoti kuwila kana tema (v. cut). Nsenga vanoti kucacata (v. cut).
  • Lenje vanoti nenga kana tema (v. make a cut or incision; slice up). Mamwe mazwi: sesa (cut off). Sewa (cut, mow, clear away - e.g. grass).
  • Lenje vanoti timbula kana chimbula (cut up; cut in pieces).
  • Kitembo vanoti kukonda (v. cut) kureva kucheka.