Kutakura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutakura kana kusenga (to carry).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kusenga (to carry).
  • Kusengura (to move, to shift - from one place to another) zvinoreva kubvisa panhu nokuendesa pamwewo.
  • Kusenguka (to move, to be shifted).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGungu vanoti kusenga (lift up) vachireva kusimudza kana kunyamura.
  • VaGwere vanoti kusengula ( v. 1 • cause to migrate, shift, move or tranfer residence. 2 • transfer, transplant, uproot; cause to move to another area) vachireva kutamisa musha.
  • VaGwere vanoti kusengeka ( 1 • demarcate, delimit, delineate, define, outline, mark out; specify the boundaries of something) vachireva kutara muganhu.
  • VaChewa vanoti tenga (carry, bring).