Kuchangatira

From Wikipedia
(Redirected from Kurivara)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kuchangatira kana kuchangaira (Absent mindedness. Slowness in action due to excessive deliberation) zvinoreva kurivara kunokonzakuti pfungwa dzisava panzvimbo kana basa pauri.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Akabatwa nechangatira: he was at a loss.