Chavarika

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chavarika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Prosper Chavarika, Tashinga Chavarika, Brian Chavarika.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti -vari (n. two). Mamwe mazwi: mbari, tuvari, yevari (n. two).
  • VaGiryama vanoti ku-arika (pop - make a light explosive sound, snapping).
  • VaLomwe vanoti waarika (v. toast) kureva kutosta. VaSwahili vanoti kwarika (to make a nest) kureva kuvaka dendere
  • VaZigula vanoti kualika (v. to invite; inviting) kureva kukoka.