Nhapwa

Kubva Wikipedia

Kutapa (kidnap, capture person for slaves) zvichireva kubata muvengi panguva yehondo achiitwa nhapwa.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaKunda vanoti kufamba (man stealing; kidnap; the act of man stealing). Yao vanoti kufwamba (man stealing; kidnap, to steal people).
  • VaFwe vanoti ku-tapa (to take forcibly, against someone’s will) kureva kutapa. VaBemba vanoti -tapa (n. plunder) kureva kutapa.
  • Nyanja vanoti chivamba; chifamba; chifwamba a predatory or slave trade or piratical war) kureva hondo yekuba vanhu. Mamwe mazwi: nkondo ya chivamba; man-stealing).
  • Nyanja vanoti nkondo ya chiwamba, yazula chimanga - a war of theft, it has rooted up the maize. Mamwe mazwi: chiwamba (a war of theft).
  • Zigula vanoti kutaha (n. plunder, pillage, loot, despoil) kureva kutapa - ava vanoisa h pamwe patinoisa p.
  • Uyo Ibibio vanoti tap (v. entice, lure, bribe, cajole).