Mbera

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mbera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti mbera kana chipembere (a rhino).
  • VaMbugwe vanoti pera (a rhino) kureva chipembere.
  • VaChewa vanoti mbera (cowries; also applied to species of large bead).
  • VaTaita neVaShambala vanoti mbela (rhinoceros) vachireva chipembere.
  • VaLugungu vanoti mbeera (circumstance, situation, appearance, mood).