Ghana
Mataridziko
| |||
National motto: Freedom and Justice | |||
Ghana pachihofisi inonzi Rudhende rwe Ghana inyika yakagadzikwa ku Madokero e Afurika. Gutaguru renyika iyi rinonzi Accra. Mutungamiri wenyika wokutanga munyika iyi ainzi VaKwame Nkrumah. Vakawana kuzvitonga kuzere mugore ra1957.
Vanhu vekuGhana vanonzi Vaghana uye munhu mumwe anonzi Mughana/Mghana kana futi -wechiGhana/-wekuGhana.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |