Afurika ye Madokero

Kubva Wikipedia

Afurika ye Madokero (kureva West Africa, Western Africa) kana Madokero e Afurika, ichisi chinowanikwa kumadokero e ziwumbe re Afurika. Mubatanidzwa we Madhidhizha unotsanangura kuti pane nyika gumitanhatu: Bhenini, Bhurukina Faso, Kabho Vherite, Gambia, Ghana, Ghini, Ghini-Visawu, Kote Dhi Vhwa, Ribheriya, Maari, Moritani, Naijeriya, Nayizhe, Senegari, Siera-Leyoni, ne Togo, uyezve Musande Elena, Asenjeni ne Tristani Dhakunha (Ascension and Tristan da Cunha (chisi cheUK chirikuzhe).