Kwame Nkrumah

Kubva Wikipedia

VaFrancis Kwame Nkrumah (vakararama 21 Gunyana 1909 – 27 Kubvumbi 1972) waive mupolitiki wekuGhana, mu-political theorist, uye mu-revolutionary. Vaive Praimu Minista uye Mtungamiri wekutanga we Ghana, wakatungamidza rusununguko rwekuzvimirira kwe Gold Coast kubva ku Bhuritani muna 1957.