Gaam

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gaam kna Gaahmg mutauro weAfrika unowanikwa kuEthiopia neSudan.

Mazwi Anotodza Bantu[chinja | edit source]

  • Gaam vanoti dongol (n. millipede) kureva zongororo.
  • Gaam vanoti fur (v.i go out, exit) kureva kubuda. Fananidzai nokuti kufura dzihwa.
  • Gaam vanoti gaal (v.adv. distant, far). Fananidzai nokuti kare kana kure.
  • Gaam vanoti nyaan (be small, young). Fananidzai nokuti nyana?
  • Gaam vanoti or ( v.i deteriorate, become bad) kureva kuwora.
  • Gaam vanoti tal (v. 1. create, make; 2. place, put) kureva kusika kana kugadza. IsiZulu vanoti dala (v. create).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Gaam vanoti caa (n. one of three cooking stones) kureva pfihwa.
  • Gaam vanoti celd (n. broom) kureva bhurumu.
  • Gaam vanoti cil (n. spine) kureva muzongoza.
  • Gaam vanoti dini (n. life, world) kureva hupenyu.
  • Gaam vanoti fahi (n.sg strength) kureva simba.
  • Gaam vanoti gafa (n. field, farm) kureva munda.
  • Gaam vanoti gar (n. place) kureva nzvimbo. Fananidzai nokuti kugara?
  • Gaam vanoti golo (n. 1. part of group of people; 2. companion) kureva chikamu cheboka revanhu.
  • Gaam vanoti gon (n. responsibility). Mamwe mazwi: goyn (n. metal worker).
  • Gaam vanoti jaa (n. person, boy, son) kureva munhu kana mukomana.
  • Gaam vanoti jer (n. sorghum name) kureva mapfunde.
  • Gaam vanoti jiwir (n. bareness, infertility) kureva kusabereka.
  • Gaam vanoti joor (n. troublemaker). Mamwe mazwi: kaaro (n.sg bacteria).
  • Gaam vanoti kaaro (n.sg bacteria).
  • Gaam vanoti kuuri (n.sg. circle) kureva denderedzwa. Mamwe mazwi: kuuri (n. sheave).
  • Gaam vanoti mal (v.i gather, accumulate) kureva kuungana.
  • Gaam vanoti naam (v. eat) kureva kudya.
  • Gaam vanoti nyaw (v.t want, desire, look for, search for, request) kureva kuda.
  • Gaam vanoti nyel (know, knowing, knowledgeable) kureva kuziva.
  • Gaam vanoti nyili (n.sg childishness, ignorance) kureva hwana kana kusaziva.
  • Gaam vanoti pal (v. cut) kureva kucheka.
  • Gaam vanoti pare (n. leather bag) kureva bhegi redehwe. Fananidzai nokuti Chipare?
  • Gaam vanoti rimaah (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Gaam vanoti suud (n. hair) kureva vhudzi.
  • Gaam vanoti taan (adv. again, another time) kureva futhi. Fananidzai nokuti tanhatu?
  • Gaam vanoti teefa (n. 1. leaf; 2. liver sickness; 3. hypnotist). Ko Mutepfa zvinorevei?
  • Gaam vanoti theel (n. anchor). Mamwe mazwi: theel (n. elbow, place, site).
  • Gaam vanoti weda (n. 1. beauty, joy, goodness; 2. adj. good, beautiful) kureva hunaku.


Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.