Kugadza
Mataridziko
- Kugadza (Place on a support. Put in stable position).
- Kugadza (Ordain or crown a priest, chief, king etc).
- Kugadza (Pay first instalment of roora).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gadza hari: put the pot on the cooking-stones.
- Gadza mhirimo: put the pot down and make it stable so that it will not fall over.
- Vanhu vakapemberera pakugadzwa kwaMangwende umambo: the people demonstrated their gladness when Mangwende was crowned chief.
- Gadza mwoyo: be at peace.
- Mvura yagadzana: the sediment has settled to the bottom of the water.
- Gadzakata (ideophone of Setting firmly e.g. pot on fire).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |