Kare

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti kare (already) kureva kare. MaXhosa vanoti kudaladala (long time ago) kureva kudharadhara.
  • VaLozi vanoti kale (adv. formerly long ago of old). Mamwe mazwi: kalenyana (adv. some little time ago).
  • Baila vanoti kale (already; some time ago) kureva kare. Baila vanoti kale-kale (a long time ago) kureva kare-kare.
  • VaTiriki vanoti khale (before, formerly, a long time ago, already) kureva kare. VaZigula vanoti ukale (time previous).